Johani 12:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uku kwaiva kuzadziswa kweshoko raIsaya muprofita raakareva achiti: “Ishe, ndianiko akatenda shoko redu, uye ruoko rwaShe rwakaratidzwa kuna aniko?”

Johani 12

Johani 12:29-44