Johani 12:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Maria akatora chinu chamafuta anonhuwira, enaridho omutengo unokosha kwazvo; akaadururira patsoka dzaJesu akapukuta tsoka dzake nebvudzi rake. Uye imba yakazadzwa nokunhuwira kwamafuta.

Johani 12

Johani 12:1-9