Johani 12:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvino mwoyo wangu uri kurwadziwa, uye ndichati kudiniko? ‘Baba, ndiponesei panguva ino?’ Asi, ndizvo zvandakauyira panguva ino.

Johani 12

Johani 12:24-36