Johani 12:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinokuudzai chokwadi, kana tsanga yegorosi ikasawira muvhu ikafa, inongoramba ichingova yoga. Asi kana ikafa, inobereka mbeu dzakawanda.

Johani 12

Johani 12:18-32