Johani 12:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakauya kuna Firipi, uyo akanga achibva kuBhetisaidha muGarirea, vaine chikumbiro. Vakati, “Ishe, tinoda kuona Jesu.”

Johani 12

Johani 12:13-30