Johani 12:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vadzidzi vake havana kuzvinzwisisa pakutanga. Vakazoyeuka shure kwokunge Jesu akudzwa, kuti zvinhu izvi zvakanga zvakanyorwa pamusoro pake, uye kuti vakanga vaita izvozvo kwaari.

Johani 12

Johani 12:13-23