Vakatora mapazi emichindwe vakaenda kundosangana naye, vachidanidzira vachiti:“Hosana!”“Akaropafadzwa uyo anouya muzita raShe!”“Akaropafadzwa Mambo weIsraeri!”