Johani 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwakati kwasara mazuva matanhatu kuti Pasika isvike, Jesu akasvika paBhetani, kuya kwaigara Razaro, uyo akanga amutswa naJesu kubva kuvakafa.

Johani 12

Johani 12:1-9