Johani 11:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Ko, nguva hadzizi gumi nembiri pazuva here? Munhu anofamba masikati haagumburwi, nokuti anoona nechiedza chenyika ino.

Johani 11

Johani 11:7-19