Johani 11:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu akafa uye akabuda, maoko ake namakumbo zvakapombwa nemicheka, uye chiso chake chakafukidzwa nomucheka.Jesu akati kwavari, “Mubvisei nguo dzomuguva uye mumurege aende.”

Johani 11

Johani 11:34-50