Johani 11:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati anzwa izvozvo, Jesu akati, “Kurwara uku hakumusvitsi kurufu. Kwete, kune chokuita nembiri yaMwari kuitira kuti Mwanakomana waMwari akudzwe kubudikidza naizvozvo.”

Johani 11

Johani 11:1-8