Johani 11:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Bvisai ibwe.”Marita, hanzvadzi yomurume akanga afa akati, “Asika, Ishe, pari zvino ava kunhuwa, nokuti atova mazuva mana arimo.”

Johani 11

Johani 11:35-46