Johani 11:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaJudha vakanga vari mumba naMaria, vachimunyaradza, vakati vachiona kuti akurumidza sei kusimuka achibuda kunze, vakamutevera, vachifunga kuti zvimwe akanga oenda kuguva kuti andochema ikoko.

Johani 11

Johani 11:21-37