Johani 11:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Maria uyu, ane hanzvadzi yake Razaro akanga avete achirwara, ndiye uya akadururira mafuta anonhuwira pana Ishe uye akapukuta tsoka dzake nebvudzi rake.

Johani 11

Johani 11:1-4