Johani 10:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana achinge abudisa makwai ake ose, anofamba ari mberi kwawo, uye makwai ake anomutevera nokuti anoziva inzwi rake.

Johani 10

Johani 10:1-5