Johani 10:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana ndichizviita, kunyange dai musinganditendi, tendai mabasa esimba, kuti mugoziva uye mugonzwisisa kuti Baba vari mandiri, uye ini ndiri muna Baba.”

Johani 10

Johani 10:36-40