Johani 10:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi Jesu akati kwavari, “Ndakakuratidzai mabasa esimba mazhinji kubva kuna Baba. Nderipiko basa ipapa ramunoda kunditakira namabwe?”

Johani 10

Johani 10:30-39