Johani 10:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna munhu angahutora kwandiri, asi ndinohupa pachangu. Ndine simba rokuhurasa uye ndine simba rokuhutorazve. Uyu murayiro ndakaupiwa naBaba.”

Johani 10

Johani 10:8-28