Johani 10:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndina mamwe makwai asati ari edanga rino. Naiwo ndinofanira kuauyisawo. Naiwowo achanzwa inzwi rangu, uye achava boka rimwe nomufudzi mumwe chete.

Johani 10

Johani 10:11-20