Johani 10:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushandi haasi iye mufudzi nomwene wamakwai. Saka paanoona bere richiuya, anosiya makwai obva atiza. Ipapo bere rinobata boka ramakwai uye roaparadzira.

Johani 10

Johani 10:8-20