Johani 1:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati achiona Natanieri achiuya, akati kwaari, “Houno muIsraeri wechokwadi, asina kunyengera maari.”

Johani 1

Johani 1:46-51