Johani 1:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Firipi akawana Natanieri akati kwaari, “Tamuwana uya akanyorwa nezvake naMozisi muMurayiro, uyewo akanyorwa nezvake navaprofita, Jesu weNazareta, mwanakomana waJosefa.”

Johani 1

Johani 1:40-50