Johani 1:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chinhu chokutanga chakaitwa naAndirea ndechokuti akatsvaka Simoni mukoma wake akati kwaari, “Tamuwana Mesiya” (ndiko kuti Kristu).

Johani 1

Johani 1:35-51