Johani 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti murayiro wakapiwa kubudikidza naMozisi; nyasha nezvokwadi zvakauya kubudikidza naJesu Kristu.

Johani 1

Johani 1:12-18