Johani 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shoko rakava nyama uye rakagara pakati pedu. Takaona kubwinya kwake, kubwinya kwaIye Mumwe Oga, akabva kuna Baba, azere nenyasha uye nechokwadi.

Johani 1

Johani 1:4-19