Johani 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kuna vose vakamugamuchira, kuna avo vakatenda muzita rake, akavapa simba rokuti vave vana vaMwari,

Johani 1

Johani 1:5-14