Johani 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akanga ari munyika, uye kunyange nyika yakaitwa kubudikidza naye, nyika haina kumuziva.

Johani 1

Johani 1:9-16