Joere 3:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakakanda mijenya pamusoro pavanhu vangu, vakatsinhanisa vakomana nezvipfeve; vakatengesa vanasikana kuti vagotenga waini yokuti vanwe.

Joere 3

Joere 3:1-10