Joere 3:19-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Asi Ijipiti ichava dongo, Edhomu ichava gwenga risina basa, Nokuda kwokurwiswa kwakaitwa vanhu veJudha, vakateura ropa risina mhosva munyika yavo.

20. MuJudha muchagara vanhu nokusingaperi, uye nomuJerusarema kusvikira kumarudzi ose.

21. Mhosva yavo yeropa yandisina kuregerera, ndichairegerera, nokuti Jehovha anogara muZioni.”

Joere 3