Joere 2:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Unganidzai vanhu, munatse ungano iyi, unganidzai pamwe chete vakuru, unganidzai vana, kunyange navachiri kuyamwa. Vachangowanana, murume ngaabude muimba nomwenga muimba yake.

Joere 2

Joere 2:13-21