Joere 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bvarurai mwoyo yenyu, kwete nguo dzenyu. Dzokerai kuna Jehovha Mwari wenyu, iye ane nyasha uye ane tsitsi, anononoka kutsamwa uye ane rudo rukuru; anozvidzora pakutumira vanhu njodzi.

Joere 2

Joere 2:12-22