Joere 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rwakaparadza mizambiringa yangu yose, rukaparadza mionde yangu yose. Rwakasvuura makwati ose emiti, rukaarasira kure, ndokusiya mapazi awo achena kuti mbe-e.

Joere 1

Joere 1:3-9