Joere 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvakasiyiwa nefararira remhashu zvakadyiwa nemhashu dzemagutaguta; zvakasiyiwa nemhashu dzemagutaguta zvakadyiwa negwatagwata; zvakasiyiwa negwatagwata zvakadyiwa nedzimwewo mhashu.

Joere 1

Joere 1:1-5