Jobho 9:5-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. Anobvisa makomo iwo asingazivi ndokuapidigura pakutsamwa kwake kukuru.

6. Anozungunusa nyika ikabva panzvimbo yayo uye anoita kuti mbiru dzayo dzidengenyeke.

7. Anotaura kuzuva iro ndokurega kuvhenekera; anodzivira chiedza chenyeredzi.

8. Iye oga anotambanudza matenga uye anofamba pamusoro pamafungu egungwa.

Jobho 9