Jobho 9:12-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Kana achibvuta, ndiani angamudzivisa? Ndiani angati kwaari, ‘Unoiteiko?’

13. Mwari haadzori kutsamwa kwake; kunyange boka ravarwi raRahabhi rikawira patsoka dzake.

14. “Zvino ndingakakavadzana naye seiko? Ndingawana seiko mashoko okuita nharo naye?

Jobho 9