Jobho 9:10-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Anoita minana isingagoni kuyerwa, nezvishamiso zvisingagoni kuverengwa. Paanondipfuura, handigoni kumuona