Jobho 7:6-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. “Mazuva angu ari kukurumidza kufamba kukunda chokurukisa chomuruki, uye anosvika kumagumo asina tariro.

7. Rangarirai henyu, imi Mwari kuti upenyu hwangu hunongova mweya zvawo; meso angu haachazoonizve mufaro.

8. Ziso rinondiona zvino harichazondionizve; muchanditsvaka, asi handichazovapozve.

Jobho 7