Jobho 6:27-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

27. Muchada kana kukanda mijenya pamusoro penherera nokutengesa shamwari yenyu.

28. “Asi zvino chinditarirai netsitsi. Ko, ndingareva nhema pamberi penyu here?

29. Musadaro, musava vasakarurama; fungai zvakare, nokuti kururama kwangu kwava parumananzombe.

30. Ko, pamiromo yangu pane zvakaipa here? Ko, muromo wangu haugoni kunzvera zvakaipa here?

Jobho 6