Jobho 5:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Chidana zvino kana uchida, asi ndianiko achadavira? Uchadzokera kuno upiko wavatsvene?

2. Kutsamwa kunouraya benzi, uye godo rinouraya asina mano.

3. Ini pachangu ndakaona benzi richidzika midzi, asi pakarepo imba yake yakatukwa.

Jobho 5