Jobho 42:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati areva zvinhu izvi kuna Jobho, akati kuna Erifazi muTemani, “Ndakakutsamwira iwe neshamwari dzako mbiri, nokuti hamuna kutaura zvakarurama pamusoro pangu, sezvakaitwa nomuranda wangu Jobho.

Jobho 42

Jobho 42:1-9