Jobho 42:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panyika yose hapana kuwanikwa vakadzi vakanaka kupinda vanasikana vaJobho, uye baba vavo vakavapa nhaka pamwe chete nehanzvadzi dzavo.

Jobho 42

Jobho 42:9-17