Jobho 39:21-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

21. Rinoteta risingatyi, richifarira simba raro, rigobuda richienda kundorwa.

22. Rinoseka kutya, harina charinotya; haritizi munondo.

23. Gaba rinorira naparutivi paro, pamwe chete nepfumo rinovaima uye bakatwa.

24. Neshungu rinodya ivhu; harigoni kumira rakadzikama kana richinzwa kurira kwehwamanda.

Jobho 39