Jobho 38:19-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. “Ko, nzira inoenda kunogara chiedza ndeipi? Ko, rima rinogarepi?

20. Ungagona kuzviisa kunzvimbo yazvo here? Unoziva nzira inoenda kwazvinogara here?

21. Zvirokwazvo iwe unoziva, nokuti wakangova waberekwa? Wararama kwamakore mazhinji kwazvo.

Jobho 38