Jobho 37:13-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. Anouyisa makore kuzoranga vanhu, kana kuzodiridza nyika yake uye kuti aratidze rudo rwake.

14. “Teerera izvi, Jobho, imbomira ugorangarira zvishamiso zvaMwari.

15. Unoziva here kudzorwa kwamakore naMwari nokupenyesa kwaanoita mheni yake?

16. Unoziva maturikirwo akaitwa makore here, izvo zvishamiso zvaiye akakwana muruzivo?

17. Iyemi munopiswa nenguo dzenyu panonyaradza nyika nemhepo yezasi,

Jobho 37