Jobho 36:22-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. “Mwari anokudzwa musimba rake. Ndianiko mudzidzisi akafanana naye?

23. Ndianiko akamurayira nzira dzake, kana kuti kwaari, ‘Makanganisa imi?’

24. Rangarirai kukudza basa rake, iro rakarumbidzwa navanhu munziyo.

25. Marudzi ose avanhu akariona; vanhu vanoritarisa vari kure.

Jobho 36