Jobho 36:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Erihu akaenderera mberi achiti:

2. “Imbondiitirai mwoyo murefu kwechimwezve chinguva, ipapo ndichakuratidzai kuti pane zvimwe zvakawanda zvokutaura, ndakamiririra Mwari.

3. Ndinowana zivo yangu kure; ndichataura kururama kuMuiti wangu.

4. Muzive kuti mashoko angu haasi enhema; mumwe akakwana pazivo anemi.

Jobho 36