Jobho 35:14-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. Ndoda, zvino, achateerera here zvaunoti hauzi kumuona, uye mhaka yako iri pamberi pake here zvokuti unofanira kumumirira,

15. uyezve, kuti kutsamwa kwake hakumborangi, uye haana hanya zvake nezvakaipa?

16. Saka Jobho anoshamisa muromo wake achitaura zvisina maturo; anowanza mashoko ake asingazivi.”

Jobho 35