Jobho 35:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo Erihu akati:

2. “Munofunga kuti izvi zvakarurama here? Iwe zvaunoti, ‘Ndicharuramisirwa naMwari.’

3. Kunyange zvakadaro unomubvunza uchiti, ‘Zvinondibatsirei, uye ndinowaneiko kana nokusatadza.’

Jobho 35