Jobho 33:5-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. Ndipindure zvino, kana uchigona; zvigadzirire ugotarisana neni.

6. Ini ndakangoita sewe pamberi paMwari; neniwo ndakatorwa muvhu.

7. Kutyisa kwangu hakungakuvhundutsi, uye ruoko rwangu harungakuremeri.

8. “Asi wakati ini ndichizvinzwa, ndakanzwa mashoko acho chaiwo,

9. ‘Ndakachena uye handina chivi; ndakanaka uye handina mhosva.

10. Asi Mwari awana mhosva neni; anonditi muvengi wake.

Jobho 33