Jobho 33:30-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

30. kudzora mweya wake pakupinda mugomba, kuti chiedza choupenyu chivhenekere paari.

31. “Chinzwa, Jobho, uye urerekere nzeve dzako kwandiri; nyarara, uye ini ndichataura.

32. Kana unacho chokureva, ndipindure; taurisa, nokuti ndinoda kuti ururamisirwe.

33. Asi kana zvisakadaro, chinzwa zvino kwandiri; nyarara, uye ndichakudzidzisa uchenjeri.”

Jobho 33